Genesi 9:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 ndipo pandichayeuka chitenderano changu chandaita nemi nezvipenyu zvose, saka mvura haizombove mafashamo okuparadza zvinhu zvipenyu zvose. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 ndicaraŋgarira suŋgano yaŋgu iri pakati paŋgu nemi, napakati peɀipenyu ɀose ɀenyama; mvura haicazoʋi zhinji ɀe kuti iparadze ɀose ɀenyama. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200215 ndicharangarira sungano yangu iri pakati pangu nemi, napakati pezvipenyu zvose zvenyama, mvura haichazovi zhinjizve kuti iparadze zvose zvenyama. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 ndipo pandichayeuka chitenderano changu chandaita nemi nezvipenyu zvose, saka mvura haizombove mafashamo okuparadza zvinhu zvipenyu zvose. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona15 ndipo pandichayeuka chitenderano changu chandaita nemi nezvipenyu zvose, saka mvura haizombove mafashamo okuparadza zvinhu zvipenyu zvose. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 ndicharangarira sungano yangu pakati pangu nemi nezvisikwa zvipenyu zvose zvamarudzi ose. Mvura haingatongoitizve mafashamu kuti iparadze zvipenyu zvose. Sien die hoofstuk |