Genesi 8:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Kuzoti kwapera mazuva makumi mana, Nowa akazurura hwindo rengarava riya raakagadzira. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Mazuʋa anamakumi manna akati apfuʋura, Noa akazarura windi reareka raakaŋga aita; Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20026 Mazuva ana makumi mana akati apfuura, Noa akazarura windo reareka raakanga aita; Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Kuzoti kwapera mazuva makumi mana, Nowa akazurura hwindo rengarava riya raakagadzira. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona6 Kuzoti kwapera mazuva makumi mana, Nowa akazurura hwindo rengarava riya raakagadzira. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Shure kwamazuva makumi mana, Noa akazarura windo raakanga aita muareka, Sien die hoofstuk |