Aanlyn Bybel

- Advertensies -

Genesi 8:21 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

21 Tenzi akanzwa kunhuhwirira kwayo akati nechemumwoyo, “Handichazorega nyika ichiwirwa norushambwa pamusana pomunhu, nokuti ndangariro dzomwoyo womunhu dzakaipa kubvira pauduku hwake. Handichazomboparadzazve zvinhu zvipenyu zvose sezvandakaita rwendo runo.

Sien die hoofstuk Kopieer

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

21 Jehova akanzwa kunhuwira kwakanaka, Jehova akati mumŋoyo make: Handicazotuki ɀe nyika nokuɗa kwomunhu; nokuti kufuŋga kwomŋoyo womunhu kwakaipa kubva paʋuɗuku bgake; handicazoroʋi ɀe ɀipenyu ɀose, seɀandakaita.

Sien die hoofstuk Kopieer

Shona Bible 1949 revised 2002

21 Jehovha akanzwa kunhuwira kwakanaka, Jehovha akati mumwoyo make, “Handichazotukizve nyika nokuda kwomunhu; nokuti kufunga kwomwoyo womunhu kwakaipa kubva pauduku hwake; handichazorovizve zvipenyu zvose, sezvandakaita.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

21 Tenzi akanzwa kunhuhwirira kwayo akati nechemumwoyo, “Handichazorega nyika ichiwirwa norushambwa pamusana pomunhu, nokuti ndangariro dzomwoyo womunhu dzakaipa kubvira pauduku hwake. Handichazomboparadzazve zvinhu zvipenyu zvose sezvandakaita rwendo runo.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

21 Jehovha akanzwa kunhuhwira kwakanaka akati mumwoyo make, “Handichazotukazve nyika nokuda kwomunhu, kunyange hazvo kufunga kwomwoyo wake kwakaipa kubva pakuberekwa kwake. Uye handichazoparadzazve zvisikwa zvipenyu zvose, sezvandakaita.

Sien die hoofstuk Kopieer

Genesi 8:21

Volg ons:

Advertensies

Advertensies