Genesi 8:19 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Mhuka dzose nezvose zvinokambaira nezvinozvova napasi neshiri dzose nezvose zvinofamba panyika zvakabuda mungarava zviri mhando nemhando. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 nemhuka dzose, neɀinokambaira ɀose, neshiri dzose, neɀose ɀinofamba panyika, namarudzi aɀo, ɀakaɓuɗa paareka. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200219 nemhuka dzose, nezvinokambaira zvose, neshiri dzose, nezvose zvinofamba panyika, namarudzi azvo, zvakabuda paareka. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Mhuka dzose nezvose zvinokambaira nezvinozvova napasi neshiri dzose nezvose zvinofamba panyika zvakabuda mungarava zviri mhando nemhando. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona19 Mhuka dzose nezvose zvinokambaira nezvinozvova napasi neshiri dzose nezvose zvinofamba panyika zvakabuda mungarava zviri mhando nemhando. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi19 Mhuka dzose nezvisikwa zvose zvinokambaira panyika neshiri dzose, zvinhu zvose zvinofamba panyika, zvakabuda muareka, rudzi ruchitevera rumwe. Sien die hoofstuk |