Genesi 8:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Pazuva rechimakumi maviri namanomwe romwedzi wechipiri nyika yakanga yanyatsoti gwa kuoma. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Nomŋedzi wecipiri, nezuʋa ramakumi maʋiri namanomŋe romŋedzi, nyika yakaŋga yawoma. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200214 Nomwedzi wechipiri, nezuva ramakumi maviri namanomwe romwedzi, nyika yakanga yaoma. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Pazuva rechimakumi maviri namanomwe romwedzi wechipiri nyika yakanga yanyatsoti gwa kuoma. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona14 Pazuva rechimakumi maviri namanomwe romwedzi wechipiri nyika yakanga yanyatsoti gwa kuoma. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 Pazuva ramakumi maviri namanomwe romwedzi wechipiri nyika yakanga yaoma kwazvo. Sien die hoofstuk |