Genesi 6:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Mwari akakungura kuti dai zvake asina kusika munhu pasi pano, zvikamushungurudza mumwoyo. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Jehova akaɀidemba pamsoro pokuita kwake ʋanhu panyika, akaʋa neshuŋgu pamŋoyo pake. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20026 Jehovha akazvidemba pamusoro pokuita kwake vanhu panyika, akava neshungu pamwoyo pake. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Mwari akakungura kuti dai zvake asina kusika munhu pasi pano, zvikamushungurudza mumwoyo. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona6 Mwari akakungura kuti dai zvake asina kusika munhu pasi pano, zvikamushungurudza mumwoyo. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Jehovha akazvidemba kuti akanga aita munhu panyika, uye mwoyo wake wakazara nokurwadziwa. Sien die hoofstuk |