Genesi 6:16 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Unoisa denga pangarava usiye gwanza rina masendimita makumi mana namana pakati pedenga nechengo chayo, uite musuo necheparutivi rwengarava. Igadzire iine uriri hutatu hwakaturikidzana. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Usiye ɓuri paareka; uripedze kana kwasara kubiti rimŋe kubva kumsoro; nomukoʋa weareka uuise parutiʋi rwayo; uiite inedzimba nhatu, musara wokutaŋga, nowecipiri, nowecitatu. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200216 Usiye buri paareka; uripedze kana kwasara kubiti rimwe kubva kumusoro; nomusuo weareka uuise parutivi rwayo; uiite ine dzimba nhatu, mutsara wokutanga, nowechipiri, nowechitatu. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Unoisa denga pangarava usiye gwanza rina masendimita makumi mana namana pakati pedenga nechengo chayo, uite musuo necheparutivi rwengarava. Igadzire iine uriri hutatu hwakaturikidzana. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona16 Unoisa denga pangarava usiye gwanza rina masendimita makumi mana namana pakati pedenga nechengo chayo, uite musuo necheparutivi rwengarava. Igadzire iine uriri hutatu hwakaturikidzana. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 Uite windo uchipoteredza areka ugosiya kubhiti rimwe chete kumusoro. Uise mukova parutivi rweareka uye uite muturikidzwa wapasi, wapakati nowapamusoro. Sien die hoofstuk |