Genesi 6:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Igadzire wakadai, urefu hwayo ngahuite zana nemakumi matatu amamita ana mamita matatu. Hwasha hwayo ngahuite makumi maviri amamita ana mamita maviri. Urefu hwayo kukwira mudenga kuite gumi ramamita namamita matatu. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Unofanira kuiita kuɗai: Kureɓa kweareka ŋgakuʋe makubiti anamazana matatu, nokufara kwayo makubiti makumi mashanu, nokukwirira kwayo makubiti makumi matatu. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200215 Unofanira kuiita kudai: Kureba kweareka ngakuve makubhiti ana mazana matatu, nokufara kwayo makubhiti makumi mashanu, nokukwirira kwayo makubhiti makumi matatu. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Igadzire wakadai, urefu hwayo ngahuite zana nemakumi matatu amamita ana mamita matatu. Hwasha hwayo ngahuite makumi maviri amamita ana mamita maviri. Urefu hwayo kukwira mudenga kuite gumi ramamita namamita matatu. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona15 Igadzire wakadai, urefu hwayo ngahuite zana nemakumi matatu amamita ana mamita matatu. Hwasha hwayo ngahuite makumi maviri amamita ana mamita maviri. Urefu hwayo kukwira mudenga kuite gumi ramamita namamita matatu. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 Uku ndiko kuvaka kwaunofanira kuiita: Areka inofanira kureba makubhiti mazana matatu, upamhi hwayo huve makubhiti makumi mashanu uye makubhiti makumi matatu pakukwirira kwayo. Sien die hoofstuk |