Genesi 6:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Mwari akatarisa panyika ndokuona kuti paora kwazvo nouipi nokuti vanhu vose panyika vakanga voita zviito zvakaora. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Mŋari akaʋona nyika kuti yakaʋora; nokuti ʋanhu ʋose ʋakaŋga ʋaʋodza mufambiro waʋo panyika. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200212 Mwari akaona nyika kuti yakaora; nokuti vanhu vose vakanga vaodza mufambiro wavo panyika. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Mwari akatarisa panyika ndokuona kuti paora kwazvo nouipi nokuti vanhu vose panyika vakanga voita zviito zvakaora. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona12 Mwari akatarisa panyika ndokuona kuti paora kwazvo nouipi nokuti vanhu vose panyika vakanga voita zviito zvakaora. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Mwari akaona kuti nyika yakanga yaora sei, nokuti vanhu vose panyika vakanga vaodza nzira dzavo. Sien die hoofstuk |