Genesi 50:25 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Josefi akataurira vaIsiraeri kuti, “Ichokwadi kuti Mwari achakushanyirai. Saka imi tsidzai kuti muchatakura mutumbi wangu muchiendawo nawo.” Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)25 Josefa akapikisa ʋana ʋaIsraeri, akati: Mŋari ucakumutsai ɀirokwaɀo, nemi mutakure mafupa aŋgu abve pano. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200225 Josefa akapikisa vana vaIsiraeri, akati, “Mwari achakumutsai zvirokwazvo, nemi mutakure mapfupa angu abve pano.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Josefi akataurira vaIsiraeri kuti, “Ichokwadi kuti Mwari achakushanyirai. Saka imi tsidzai kuti muchatakura mutumbi wangu muchiendawo nawo.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona25 Josefi akataurira vaIsiraeri kuti, “Ichokwadi kuti Mwari achakushanyirai. Saka imi tsidzai kuti muchatakura mutumbi wangu muchiendawo nawo.” Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi25 Uye Josefa akaita kuti vanakomana vaIsraeri vapike mhiko uye akati, “Zvirokwazvo Mwari achakubatsirai, uye ipapo munofanira kutakura mapfupa angu kubva munzvimbo ino.” Sien die hoofstuk |