Genesi 5:31 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika31 Saka ose pamwechete, Rameki akagara mazana manomwe ana makumi manomwe amakore ana makore manomwe, ndokuzofa zvake. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)31 Mazuʋa ose aRameki akaŋga ari makore anamazana manomŋe namakumi manomŋe namanomŋe, akafa. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200231 Mazuva ose aRameki akanga ari makore ana mazana manomwe namakumi manomwe namanomwe, akafa. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika31 Saka ose pamwechete, Rameki akagara mazana manomwe ana makumi manomwe amakore ana makore manomwe, ndokuzofa zvake. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona31 Saka ose pamwechete, Rameki akagara mazana manomwe ana makumi manomwe amakore ana makore manomwe, ndokuzofa zvake. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi31 Pamwe chete, Rameki akararama kwamakore mazana manomwe namakumi manomwe namanomwe, uye ipapo akafa. Sien die hoofstuk |