Aanlyn Bybel

- Advertensies -

Genesi 5:16 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

16 Mushure mokubereka Jaredhi, Mahararieri kagara mazana masere ana makumi matatu amakore, akaberekawo vamwe vana, vakomana navasikana.

Sien die hoofstuk Kopieer

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

16 shure kwokuɓerekwa kwaJaredi, Maharareri akagara makore anamazana masere namakumi matatu, akaɓereka ʋanakomana naʋanasikana;

Sien die hoofstuk Kopieer

Shona Bible 1949 revised 2002

16 shure kwokuberekwa kwaJaredhi, Maharareri akagara makore ana mazana masere namakumi matatu, akabereka vanakomana navanasikana;

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

16 Mushure mokubereka Jaredhi, Mahararieri kagara mazana masere ana makumi matatu amakore, akaberekawo vamwe vana, vakomana navasikana.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona

16 Mushure mokubereka Jaredhi, Mahararieri kagara mazana masere ana makumi matatu amakore, akaberekawo vamwe vana, vakomana navasikana.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

16 Uye mushure mokubereka kwake Jaredhi, Maharareri akararama kwamakore mazana masere namakumi matatu uye akavazve navamwe vanakomana navanasikana.

Sien die hoofstuk Kopieer

Genesi 5:16

Volg ons:

Advertensies

Advertensies