Genesi 5:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Saka ose pamwechete, Enoshi akagara mazana mapfumbamwe amakore ana makore mashanu, ndokuzofa zvake. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 mazuʋa ose aEnoshi akaŋga ari makore anamazana mapfumbamŋe namashanu, akafa. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200211 mazuva ose aEnoshi akanga ari makore ana mazana mapfumbamwe namashanu, akafa. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Saka ose pamwechete, Enoshi akagara mazana mapfumbamwe amakore ana makore mashanu, ndokuzofa zvake. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona11 Saka ose pamwechete, Enoshi akagara mazana mapfumbamwe amakore ana makore mashanu, ndokuzofa zvake. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Pamwe chete, Enoshi akararama kwamakore mazana mapfumbamwe namashanu, uye ipapo akafa. Sien die hoofstuk |