Genesi 49:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 “Iwe Judha, ndiwe ucharumbidzwa nehama dzako. Uchadzipa huro dzavavengi vako uchivakurira, vana vababa vako vachakugwadamira. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Iwe Juda, ucarumbidzwa nehama dzako; Ruʋoko rwako rucaʋa pamitsipa yaʋaʋeŋgi ʋako, Ʋana ʋaɓaɓa ʋako ʋacakotamira pamberi pako. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20028 Iwe Judha, ucharumbidzwa nehama dzako; Ruoko rwako ruchava pamitsipa yavavengi vako, Vana vababa vako vachakotamira pamberi pako. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 “Iwe Judha, ndiwe ucharumbidzwa nehama dzako. Uchadzipa huro dzavavengi vako uchivakurira, vana vababa vako vachakugwadamira. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona8 “Iwe Judha, ndiwe ucharumbidzwa nehama dzako. Uchadzipa huro dzavavengi vako uchivakurira, vana vababa vako vachakugwadamira. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 “Judha, hama dzako dzichakurumbidza; ruoko rwako ruchava pamitsipa yavavengi vako; vanakomana vababa vako vachakotama kwauri. Sien die hoofstuk |