Genesi 49:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Pabangano ravo handitsikipo, handina chandinoronga navo, nokuti vakauraya vanhu vakashatirwa. Vakacheka marunda emombe, vachiita zvoutsinye zvavo. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Mŋeya waŋgu, rega kupinda pakuraŋgana kwaʋo, Kukudzwa kwaŋgu, rega kusoŋganiswa neʋuŋgano dzaʋo; Nokuti pakutsamŋa kwaʋo ʋakaʋuraya ʋanhu, Nokuɗa kwaʋo ʋakagura marunda eŋombe. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20026 Mweya wangu, rega kupinda pakurangana kwavo. Kukudzwa kwangu, rega kusanganiswa neungano dzavo; Nokuti pakutsamwa kwavo vakauraya vanhu, Nokuda kwavo vakagura marunda emombe. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Pabangano ravo handitsikipo, handina chandinoronga navo, nokuti vakauraya vanhu vakashatirwa. Vakacheka marunda emombe, vachiita zvoutsinye zvavo. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona6 Pabangano ravo handitsikipo, handina chandinoronga navo, nokuti vakauraya vanhu vakashatirwa. Vakacheka marunda emombe, vachiita zvoutsinye zvavo. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Ngandirege kupinda parangano yavo, ngandirege kuva paungano yavo, nokuti vakauraya vanhu mukutsamwa kwavo uye vakagura marunda enzombe sezvavaida. Sien die hoofstuk |