Genesi 49:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Paachaona kuti agere panyika yakanaka nyika inomufadza kwazvo, achabvuma zvake kutakura mutoro pamapfudzi. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Akaʋona zororo kuti rakanaka. Nenyika kuti inofadza, Akarerekera fudzi rake kuti atakure, Akaʋa muɓatiri wecibaro. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200215 Akaona zororo kuti rakanaka, Nenyika kuti inofadza, Akarerekera fudzi rake kuti atakure, akava mubatiri wechibharo. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Paachaona kuti agere panyika yakanaka nyika inomufadza kwazvo, achabvuma zvake kutakura mutoro pamapfudzi. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona15 Paachaona kuti agere panyika yakanaka nyika inomufadza kwazvo, achabvuma zvake kutakura mutoro pamapfudzi. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 Paanoona nzvimbo yake yokuzorora kuti yanaka sei uye kuti nyika yake inofadza sei, acharerekera pfudzi rake kumutoro uye achava mubatiri wechibharo. Sien die hoofstuk |