Genesi 48:21 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Jakobho akarayira Josefi achiti, “Ini ndava kufa, asi Mwari achava nemi, achakudzoserai kunyika yemadzibaba enyu. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 Ɀino Israeri akati kunaJosefa: Tarira, ndofa, asi Mŋari ucaʋa nemi, ucakudzoserai kunyika yamadziɓaɓa enyu. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200221 Zvino Isiraeri akati kuna Josefa, “Tarira, ndofa, asi Mwari achava nemi, achakudzoserai kunyika yamadzibaba enyu. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Jakobho akarayira Josefi achiti, “Ini ndava kufa, asi Mwari achava nemi, achakudzoserai kunyika yemadzibaba enyu. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona21 Jakobho akarayira Josefi achiti, “Ini ndava kufa, asi Mwari achava nemi, achakudzoserai kunyika yemadzibaba enyu. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi21 Ipapo Israeri akati kuna Josefa, “Ndava pedyo nokufa, asi Mwari achava newe uye achakudzoserai kunyika yamadzibaba enyu. Sien die hoofstuk |