Genesi 48:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Jakobho paakanzwa kuti mwana wake Josefi auya akazvisimbaradza akamuka akaita zvokugara pamubhedha. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Jakobo akaʋudzwa, ɀicinzi: Tarirai, mŋanakomana wenyu, Josefa, woʋuya kwamuri. Israeri akaɀisimbaradza, akagara paʋuʋato. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20022 Jakobho akaudzwa, zvichinzi, “Tarirai, mwanakomana wenyu, Josefa, wauya kwamuri.” Isiraeri akazvisimbaradza, akagara pauvato. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Jakobho paakanzwa kuti mwana wake Josefi auya akazvisimbaradza akamuka akaita zvokugara pamubhedha. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona2 Jakobho paakanzwa kuti mwana wake Josefi auya akazvisimbaradza akamuka akaita zvokugara pamubhedha. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Jakobho akati audzwa kuti, “Mwanakomana wako Josefa auya,” Israeri akazvisimbaradza uye akagara panhoo. Sien die hoofstuk |