Genesi 48:19 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Asi baba vake vakaramba vakati, “Ndinoziva zvandiri kuita mwanangu. Iye achazovawo dzinza guru ravanhu. Asi munun'una wake ndiye achava mukuru kupinda iye. Vana vaEfuremu vachava ndudzi zhinji dzavanhu.” Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 Ƃaɓa ʋake ʋakaramba, ʋakati: Ndinoziʋa, mŋana waŋgu, ndinoziʋa; naiye ʋo ucaʋa rudzi, naiye ucaʋa mukuru ʋo; asi munuŋuna wake ucaʋa mukuru kwaari, ʋana ʋake ʋacaʋa ndudzi zhinji. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200219 Baba vake vakaramba, vakati, “Ndinoziva, mwana wangu, ndinoziva; naiyewo achava rudzi, naiye achava mukuruwo, asi mun'una wake achava mukuru kwaari, vana vake vachava ndudzi zhinji.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Asi baba vake vakaramba vakati, “Ndinoziva zvandiri kuita mwanangu. Iye achazovawo dzinza guru ravanhu. Asi munun'una wake ndiye achava mukuru kupinda iye. Vana vaEfuremu vachava ndudzi zhinji dzavanhu.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona19 Asi baba vake vakaramba vakati, “Ndinoziva zvandiri kuita mwanangu. Iye achazovawo dzinza guru ravanhu. Asi munun'una wake ndiye achava mukuru kupinda iye. Vana vaEfuremu vachava ndudzi zhinji dzavanhu.” Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi19 Asi baba vakaramba vakati, “Ndinozviziva, mwana wangu, ndinozviziva. Naiyewo achava rudzi, uye naiyewo achava mukuru. Kunyange zvakadaro hazvo muduku achava mukuru kupfuura iye, uye zvizvarwa zvake zvichava boka rendudzi zhinji.” Sien die hoofstuk |