Genesi 47:31 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika31 Jakobho akati, “Nditsidzire izvozvo.” Josefi ndokuvatsidza. Ipapo Jakobho akanga ari pamubhedha wake akabva atsikitsira musoro. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)31 Ʋakati: Ndipikire; iye akaʋapikira. Ipapo Israeri akakotamira pamusoro woʋuʋato bgake. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200231 Vakati, “Ndipikire;” iye akavapikira. Ipapo Isiraeri akakotamira pamusoro wouvato hwake. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika31 Jakobho akati, “Nditsidzire izvozvo.” Josefi ndokuvatsidza. Ipapo Jakobho akanga ari pamubhedha wake akabva atsikitsira musoro. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona31 Jakobho akati, “Nditsidzire izvozvo.” Josefi ndokuvatsidza. Ipapo Jakobho akanga ari pamubhedha wake akabva atsikitsira musoro. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi31 Ivo vakati, “Ndipikire.” Ipapo Josefa akapika kwaari, uye Israeri akanamata akasendamira pamusoro wetsvimbo yake. Sien die hoofstuk |