Genesi 47:21 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Josefi akabvisa vanhu mumisha yavo munyika yose yeIjipiti achiti vagare mumaguta. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 Kana ʋari ʋanhu wakaʋatamisa kumaguta, kubva kumuganhu mumŋe weEgipita kuȿikira kunomumŋe muganhu wayo. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200221 Kana vari vanhu akavatamisa kumaguta, kubva kumuganhu mumwe weIjipiti kusvikira kuno mumwe muganhu wayo. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Josefi akabvisa vanhu mumisha yavo munyika yose yeIjipiti achiti vagare mumaguta. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona21 Josefi akabvisa vanhu mumisha yavo munyika yose yeIjipiti achiti vagare mumaguta. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi21 uye Josefa akaita kuti vanhu vave varanda kubva kuna mamwe magumo eIjipiti kusvikira kuna mamwe. Sien die hoofstuk |