Genesi 46:30 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 Isiraeri akazoti kunaJosefi, “Zvino ndingachifa zvangu nokuti ndakuona uri mupenyu!” Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)30 Israeri akati kunaJosefa: Ɀino ŋgandicifa haŋgu, nokuti ndaʋona ciso cako, kuti uciri mupenyu. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200230 Isiraeri akati kuna Josefa, “Zvino ngandichifa hangu, nokuti ndaona chiso chako, kuti uchiri mupenyu.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 Isiraeri akazoti kunaJosefi, “Zvino ndingachifa zvangu nokuti ndakuona uri mupenyu!” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona30 Isiraeri akazoti kunaJosefi, “Zvino ndingachifa zvangu nokuti ndakuona uri mupenyu!” Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi30 Israeri akati kuna Josefa, “Zvino ndagadzirira kufa, sezvo ndazvionera pachangu kuti uchiri mupenyu.” Sien die hoofstuk |