Genesi 46:20 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Josefi ava munyika yeIjipiti akabereka Manase naEfuremu. Amai vavo ndiAsinati mwana waPotifera mupristi aigara muguta reOni. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Josefa akaɓerekerwa Manase naEfraimi panyika yeEgipita, ndiʋo ʋaakaɓerekerwa naAsenati, mukunda waPotifera, muprista weOni. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200220 Josefa akaberekerwa Manase naEfuremu panyika yeIjipiti, ndivo vaakaberekerwa naAsenati, mukunda waPotifari, mupristi weOni. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Josefi ava munyika yeIjipiti akabereka Manase naEfuremu. Amai vavo ndiAsinati mwana waPotifera mupristi aigara muguta reOni. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona20 Josefi ava munyika yeIjipiti akabereka Manase naEfuremu. Amai vavo ndiAsinati mwana waPotifera mupristi aigara muguta reOni. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 MuIjipiti, Manase naEfuremu vakaberekerwa Josefa naAsenati mwanasikana waPotifera, muprista waOni. Sien die hoofstuk |