Genesi 46:17 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Vanakomana vaAsheru ndiImuna naIshivha naIshivhi naBheria nehanzvadzi yavo Sera. Vanakomana vaBheria ndiHebheru naMarikieri. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Naʋanakomana ʋaAsheri: Imna, naIshva, naIshvi, naBeria, naSera, hanɀadzi yaʋo; naʋanakomana ʋaBeria ʋaiʋa Heberi, naMarkieri. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200217 Navanakomana vaAsheri: Imuna, naIshivha, naIshivhi, naBheria, naSera, hanzvadzi yavo; navanakomana vaBhiriha vaiva Hebheri, naMakieri. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Vanakomana vaAsheru ndiImuna naIshivha naIshivhi naBheria nehanzvadzi yavo Sera. Vanakomana vaBheria ndiHebheru naMarikieri. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona17 Vanakomana vaAsheru ndiImuna naIshivha naIshivhi naBheria nehanzvadzi yavo Sera. Vanakomana vaBheria ndiHebheru naMarikieri. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 Vanakomana vaAsheri vaiva: Imina, Ishivha, Ishivhi naBheria. Hanzvadzi yavo yakanga iri Sera. Vanakomana vaBheria vaiva: Hebheri naMarikieri. Sien die hoofstuk |