Genesi 46:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Vanakomana vaSimeoni ndiJemueri naJamini naOhadhi naJakini naZohari naShauru mwana womukadzi wechiKanani. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Naʋanakomana ʋaSimeoni: Jemueri, naJamini, naOhadi, naJakini, naZohari, naShauri, waiʋa mŋanakomana womukadzi weKanani. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200210 Navanakomana vaSimeoni: Jemueri, naJamini, naOhadhi, naJakini, naZohari, naShauri, waiva mwanakomana womukadzi weKenani. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Vanakomana vaSimeoni ndiJemueri naJamini naOhadhi naJakini naZohari naShauru mwana womukadzi wechiKanani. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona10 Vanakomana vaSimeoni ndiJemueri naJamini naOhadhi naJakini naZohari naShauru mwana womukadzi wechiKanani. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 Vanakomana vaSimeoni vaiva: Jemueri, Jamini, Ohadhi, Jakini, Zohari naShauri, mwanakomana womukadzi muKenani. Sien die hoofstuk |