Genesi 45:25 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Ipapo vakabva muIjipiti vakandosvika kunyika yeKanani kuna baba wavo Jakobho. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)25 Ipapo ʋakabva Egipita, ʋakakwira, ʋakandoȿika kunyika yeKanani kunaJakobo, ɓaɓa ʋaʋo. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200225 Ipapo vakabva Ijipiti, vakakwira, vakandosvika kunyika yeKenani kuna Jakobho, baba vavo. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Ipapo vakabva muIjipiti vakandosvika kunyika yeKanani kuna baba wavo Jakobho. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona25 Ipapo vakabva muIjipiti vakandosvika kunyika yeKanani kuna baba wavo Jakobho. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi25 Saka vakabuda muIjipiti uye vakaenda vakandosvika kuna baba vavo Jakobho kunyika yeKenani. Sien die hoofstuk |