Genesi 45:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Josefi akambundirana naBhenjamini munun'una wake akabva ahwihwidza kuchema, Bhenjamini ndokuhwihwidzawo. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Akawira pamutsipa waBenjamini, munuŋuna wake, akacema; naiye Benjamini akacema pamutsipa wake. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200214 Akawira pamutsipa waBhenjamini, mun'una wake, akachema, naiye Bhenjamini akachema pamutsipa wake. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Josefi akambundirana naBhenjamini munun'una wake akabva ahwihwidza kuchema, Bhenjamini ndokuhwihwidzawo. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona14 Josefi akambundirana naBhenjamini munun'una wake akabva ahwihwidza kuchema, Bhenjamini ndokuhwihwidzawo. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 Ipapo akawira pamutsipa womununʼuna wake Bhenjamini akachema, uye Bhenjamini akamumbundikirawo achichema. Sien die hoofstuk |