Genesi 45:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 “Handiti muri kuzvionera nameso enyu newewo Bhenjamini munun'una wangu kuti ndini Josefi chaiye ndiri kutaura nemi nomuromo wangu. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Tarirai, meso enyu anoʋona, nameso omunuŋuna waŋgu Benjamini, kuti muromo waŋgu unotaura kwamuri Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200212 Tarirai meso enyu anoona, nameso omun'una wangu Bhenjamini kuti muromo wangu unotaura kwamuri. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 “Handiti muri kuzvionera nameso enyu newewo Bhenjamini munun'una wangu kuti ndini Josefi chaiye ndiri kutaura nemi nomuromo wangu. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona12 “Handiti muri kuzvionera nameso enyu newewo Bhenjamini munun'una wangu kuti ndini Josefi chaiye ndiri kutaura nemi nomuromo wangu. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 “Muri kuzvionera pachenyu, uye kana mununʼuna wangu uyu Bhenjamini, kuti ndini chaiye ari kutaura nemi. Sien die hoofstuk |