Aanlyn Bybel

- Advertensies -

Genesi 44:30 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

30 “Naizvozvo kana ndikadzokera kune muranda wenyu, ivo baba vangu, ndisina mukomana iyeyu wepamwoyo pavo wavanodisa zvikuru,

Sien die hoofstuk Kopieer

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

30 Naiɀoɀo, kana ɀino ndikandoȿika kumuranda wenyu, ɓaɓa ʋaŋgu, tisinaiye mukomana, mŋeya waʋo ɀawakaɓatanidzwa nomŋeya womukomana,

Sien die hoofstuk Kopieer

Shona Bible 1949 revised 2002

30 Naizvozvo, kana zvino ndikandosvika kumuranda wenyu, baba vangu, tisinaiye mukomana, mweya wavo zvawakabatanidzwa nomweya womukomana,

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

30 “Naizvozvo kana ndikadzokera kune muranda wenyu, ivo baba vangu, ndisina mukomana iyeyu wepamwoyo pavo wavanodisa zvikuru,

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona

30 “Naizvozvo kana ndikadzokera kune muranda wenyu, ivo baba vangu, ndisina mukomana iyeyu wepamwoyo pavo wavanodisa zvikuru,

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

30 “Saka zvino, kana mukomana akasava nesu pandinodzokera kumuranda wenyu, baba vangu, uye kana baba vangu, avo vakasunganidza upenyu hwavo kuupenyu hwomukomana,

Sien die hoofstuk Kopieer

Genesi 44:30

Volg ons:

Advertensies

Advertensies