Genesi 44:26 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 isu takati, ‘Hatingakwanise kuendako. Tingatoenda chete kana munun'una wedu achitoendawo nesu. Asi kana tisinaye, murume iyeyo haadi zvake kana kutiona pameso pake.’ Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)26 Isu tikati: Hatiŋgaɓuruki, kana munuŋuna weɗu asiŋgaɓuruki nesu; nokuti hatiŋgaʋoni ciso comurume uya, kana munuŋuna weɗu asi nesu. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200226 Isu tikati, ‘Hatingaburuki, kana mun'una wedu asingaburuki nesu; nokuti hatingaoni chiso chomurume uya, kana mun'una wedu asi nesu.’ Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 isu takati, ‘Hatingakwanise kuendako. Tingatoenda chete kana munun'una wedu achitoendawo nesu. Asi kana tisinaye, murume iyeyo haadi zvake kana kutiona pameso pake.’ Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona26 isu takati, ‘Hatingakwanise kuendako. Tingatoenda chete kana munun'una wedu achitoendawo nesu. Asi kana tisinaye, murume iyeyo haadi zvake kana kutiona pameso pake.’ Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi26 Asi isu takati, ‘Hatigoni kuenda. Tichaenda bedzi kana mununʼuna wedu anesu. Hatigoni kuona chiso chomurume uyo kunze kwokunge mununʼuna wedu gotwe aenda nesu.’ Sien die hoofstuk |