Genesi 44:23 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Ipapo makatitaurira isu varanda venyu kuti, ‘Kana munun'una wenyu wokupedzesera asina kuuya nemi, handidi kana kukuonai pano pandiri.’ Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 Ɀino makati kuʋaranda ʋenyu: Kana munuŋuna wenyu worugotwe asiŋgaɓuruki nemi, hamuŋgaʋoni ɀe ciso caŋgu. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200223 Zvino makati kuvaranda venyu, ‘Kana mun'una wenyu worugotwe asingaburuki nemi, hamungaonizve chiso changu.’ Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Ipapo makatitaurira isu varanda venyu kuti, ‘Kana munun'una wenyu wokupedzesera asina kuuya nemi, handidi kana kukuonai pano pandiri.’ Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona23 Ipapo makatitaurira isu varanda venyu kuti, ‘Kana munun'una wenyu wokupedzesera asina kuuya nemi, handidi kana kukuonai pano pandiri.’ Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi23 Asi imi makati kuvaranda venyu, ‘Kunze kwokunge mauya nomununʼuna wenyu gotwe, hamungazooni chiso changu.’ Sien die hoofstuk |