Genesi 43:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Judha akati kuna baba vake Isiraeri, “Dai mukandipa zvenyu mwana uyu tipinde munzira tiende kuti tose imi nesu navana vedu tipone tirege kufa. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Ɀino Juda akati kunaIsraeri, ɓaɓa ʋake: Tumai henyu mukomana neni, tisimuke, tiende, tirarame, tirege kufa, isu nemi, naʋanana ʋeɗu. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20028 Zvino Judha akati kuna Isiraeri, baba vake, “Tumai henyu mukomana neni, tisimuke, tiende, tirarame, tirege kufa, isu nemi, navana vedu. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Judha akati kuna baba vake Isiraeri, “Dai mukandipa zvenyu mwana uyu tipinde munzira tiende kuti tose imi nesu navana vedu tipone tirege kufa. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona8 Judha akati kuna baba vake Isiraeri, “Dai mukandipa zvenyu mwana uyu tipinde munzira tiende kuti tose imi nesu navana vedu tipone tirege kufa. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Ipapo Judha akati kuna Israeri baba vake, “Tumai mukomana pamwe chete neni tibve taenda izvozvi, kuitira kuti isu nemi navana vedu tirarame uye tirege kufa. Sien die hoofstuk |