Genesi 43:25 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Varume ivavo vakafanogadzirira zvipo zvavo vachimirira Josefi akanga anzi achauya masikati kuzodya navo. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)25 Ʋakagadzira cipo kuȿikira kuʋuya kwaJosefa masikati, nokuti ʋakaŋga ʋanzwa kuti ʋacadya ɀokudya ipapo. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200225 Vakagadzira chipo kusvikira kuuya kwaJosefa masikati, nokuti vakanga vanzwa kuti vachadya zvokudya ipapo. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Varume ivavo vakafanogadzirira zvipo zvavo vachimirira Josefi akanga anzi achauya masikati kuzodya navo. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona25 Varume ivavo vakafanogadzirira zvipo zvavo vachimirira Josefi akanga anzi achauya masikati kuzodya navo. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi25 Vakagadzira zvipo zvokupa Josefa pakusvika kwake masikati, nokuti vakanga vanzwa kuti vachandodya ikoko. Sien die hoofstuk |