Genesi 43:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 “Dai tisina kunonoka, pari zvino tingadai takatodzokerako ruviri rwese.” Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Nokuti ɗai tisina‐kunonoka, ɀirokwaɀo, tiŋgaɗai tadzoka ɀino rwecipiri. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200210 Nokuti dai tisina kunonoka, zvirokwazvo, tingadai tadzoka zvino rwechipiri.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 “Dai tisina kunonoka, pari zvino tingadai takatodzokerako ruviri rwese.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona10 “Dai tisina kunonoka, pari zvino tingadai takatodzokerako ruviri rwese.” Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 Izvozvi dai tisina kunonoka, tingadai takatoenda uye takatodzoka kaviri kwose.” Sien die hoofstuk |