Aanlyn Bybel

- Advertensies -

Genesi 42:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

6 Josefi aiva changamire munyika yeIjipiti. Ndiye aitengesera vanhu vose venyika iyoyo zvokudya. Vakoma vaJosefi vakasvikomugwadamira uso vakati pasi kota kota vachimuremekedza.

Sien die hoofstuk Kopieer

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

6 Ɀino Josefa wakaŋga ari muɓati wenyika; ndiye waiteŋgesera ʋanhu ʋose ʋenyika; ʋakoma ʋaJosefa ʋakaʋuya, ʋakamufugamira, ɀiso ɀaʋo ɀakatarira pasi.

Sien die hoofstuk Kopieer

Shona Bible 1949 revised 2002

6 Zvino Josefa akanga ari mubati wenyika; ndiye aitengesera vanhu vose venyika; vakoma vaJosefa vakauya, vakamupfugamira, zviso zvavo zvakatarira pasi.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

6 Josefi aiva changamire munyika yeIjipiti. Ndiye aitengesera vanhu vose venyika iyoyo zvokudya. Vakoma vaJosefi vakasvikomugwadamira uso vakati pasi kota kota vachimuremekedza.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona

6 Josefi aiva changamire munyika yeIjipiti. Ndiye aitengesera vanhu vose venyika iyoyo zvokudya. Vakoma vaJosefi vakasvikomugwadamira uso vakati pasi kota kota vachimuremekedza.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

6 Zvino Josefa akanga ari mubati wenyika; ndiye aitengesa zviyo kuvanhu vayo vose. Saka madzikoma aJosefa akati asvika, vakakotamira pasi kwaari nezviso zvavo.

Sien die hoofstuk Kopieer

Genesi 42:6

Volg ons:

Advertensies

Advertensies