Genesi 42:36 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika36 Baba vavo, Jakobho vakati, “Zvino mandipedzera vana vangu. Josefi haasisipo. Simeoni haasisipo zvakare. Zvino munoda kutorazve Bhenjamini! Izvi zvose zvandiwira!” Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)36 Ɀino Jakobo akati kwaʋari: Manditorera ʋana; Josefa haaci’po, naSimeoni haaci’po, ɀino moɗo‐kutora naBenjamini ʋo; ɀinhu ɀose iɀi ɀandiwira. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200236 Zvino Jakobho akati kwavari, “Manditorera vana; Josefa haachipo, naSimeoni haachipo, zvino moda kutora naBhenjaminiwo; zvinhu zvose izvi zvandiwira.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika36 Baba vavo, Jakobho vakati, “Zvino mandipedzera vana vangu. Josefi haasisipo. Simeoni haasisipo zvakare. Zvino munoda kutorazve Bhenjamini! Izvi zvose zvandiwira!” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona36 Baba vavo, Jakobho vakati, “Zvino mandipedzera vana vangu. Josefi haasisipo. Simeoni haasisipo zvakare. Zvino munoda kutorazve Bhenjamini! Izvi zvose zvandiwira!” Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi36 Baba vavo Jakobho vakati, “Mandipedzera vana vangu. Josefa haasisipo naSimeoni haasisipo, uye zvino munoda kutora Bhenjamini. Zvinhu zvose zviri kundimukira!” Sien die hoofstuk |