Genesi 42:30 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 “Murume watakaona'ku, changamire wenyika iyoyo akatijinyura achititi, tiri vasori vauya kuzoongorora nyika iyoyo. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)30 ʋakati: Murume uya, ishe wenyika iyo, wakataura nesu nehasha, akati, tiri ʋashori ʋenyika. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200230 vakati, “Murume uya, ishe wenyika iyoyo, akataura nesu nehasha, akati, tiri vashori venyika. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 “Murume watakaona'ku, changamire wenyika iyoyo akatijinyura achititi, tiri vasori vauya kuzoongorora nyika iyoyo. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona30 “Murume watakaona'ku, changamire wenyika iyoyo akatijinyura achititi, tiri vasori vauya kuzoongorora nyika iyoyo. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi30 “Murume anova ndiye ishe pamusoro penyika iyo akataura nesu nehasha uye akatiita sokunge taiva vasori munyika. Sien die hoofstuk |