Genesi 42:28 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 Akataurira vamwe vake, achiti, “Ndadzoserwa mari yangu iyi, tarisai muone iyi iri pamuromo wetsapo yangu.” Vakarohwa nehana vakadedereswa nazvo. Vakataurirana vachiti, “Ko Mwari aitireiko kudai?” Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)28 Akati kuhama dzake: Mari yaŋgu yadzoswa; heyi iri muhomo yaŋgu; ipapo ʋakaʋora mŋoyo, ʋakatarirana, ʋacibvunda, ʋakati: Cinyiko ici cataitirwa naMŋari? Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200228 Akati kuhama dzake, “Mari yangu yadzoswa; heyi iri muhomwe yangu; ipapo vakaora mwoyo, vakatarirana, vachibvunda, vakati, ‘Chinyiko ichi chataitirwa naMwari?’ ” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 Akataurira vamwe vake, achiti, “Ndadzoserwa mari yangu iyi, tarisai muone iyi iri pamuromo wetsapo yangu.” Vakarohwa nehana vakadedereswa nazvo. Vakataurirana vachiti, “Ko Mwari aitireiko kudai?” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona28 Akataurira vamwe vake, achiti, “Ndadzoserwa mari yangu iyi, tarisai muone iyi iri pamuromo wetsapo yangu.” Vakarohwa nehana vakadedereswa nazvo. Vakataurirana vachiti, “Ko Mwari aitireiko kudai?” Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi28 Akati kuna vamwe vake, “Mari yangu yadzoserwa. Heyi iri musaga rangu.” Mwoyo yavo yakati rukutu vakatarisana vachidedera, uye vakati, “Chiiko ichi chataitirwa naMwari?” Sien die hoofstuk |