Genesi 42:24 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Josefi akasuduruka akandosvimha misodzi. Akadzokazve akataura navo, akazotora Simeoni ndokumusunga, vamwe vose vachizviona. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 Ipapo Josefa akabva kwaʋari, akacema; akadzokera ɀe kwaʋari, akataura naʋo, akatora Simeoni pakati paʋo, akamusuŋga ʋaciɀiʋona. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200224 Ipapo Josefa akabva kwavari, akachema; akadzokerazve kwavari, akataura navo, akatora Simeoni pakati pavo, akamusunga vachizviona. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Josefi akasuduruka akandosvimha misodzi. Akadzokazve akataura navo, akazotora Simeoni ndokumusunga, vamwe vose vachizviona. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona24 Josefi akasuduruka akandosvimha misodzi. Akadzokazve akataura navo, akazotora Simeoni ndokumusunga, vamwe vose vachizviona. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi24 Akabva pavari akatanga kuchema, asi pakarepo akadzoka kwavari akatauriranazve navo. Akaita kuti Simeoni atorwe kubva pakati pavo uye kuti asungwe vakatarisa. Sien die hoofstuk |