Genesi 42:22 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Ipapo Rubheni akavati, “Muchiri kuyeuka here zuva riya randakati kwamuri regai kuitira mwana zvakaipa, mukaramba kunditeerera? Zvino maonaka ropa romunun'una wedu rava kutipfukira.” Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Ipapo Rubeni akapindura, akati: Handina‐kukuʋudzai here, ndiciti: Regai kutadzira mŋana, mukaramba kunditerera — Naiɀoɀo tarirai, ropa rake rotȿakwa. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200222 Ipapo Rubheni akapindura, akati, “Handina kukuudzai here, ndichiti, ‘Regai kutadzira mwana,’ mukaramba kunditeerera? Naizvozvo tarirai, ropa rake rotsvakwa.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Ipapo Rubheni akavati, “Muchiri kuyeuka here zuva riya randakati kwamuri regai kuitira mwana zvakaipa, mukaramba kunditeerera? Zvino maonaka ropa romunun'una wedu rava kutipfukira.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona22 Ipapo Rubheni akavati, “Muchiri kuyeuka here zuva riya randakati kwamuri regai kuitira mwana zvakaipa, mukaramba kunditeerera? Zvino maonaka ropa romunun'una wedu rava kutipfukira.” Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 Rubheni akapindura akati, “Ko, handina kukuudzai here kuti murege kutadzira mukomana? Asi hamuna kuda kunditeerera! Zvino tinofanira kuzvidavirira nokuda kweropa rake.” Sien die hoofstuk |