Genesi 42:20 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 mozouya kwandiri nomunun'una wenyu wokupedzesera ndipo pachaonekwa kana zvamuri kutaura zviri zvechokwadi, murege kufa.” Vakaita saizvozvo. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Mugoʋuya nomunuŋuna wenyu worugotwe kwandiri; naiɀoɀo mashoko enyu acasimbiswa, murege kufa. Ʋakaita saiɀoɀo. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200220 Mugouya nomun'una wenyu worugotwe kwandiri; naizvozvo mashoko enyu achasimbiswa, murege kufa.” Vakaita saizvozvo. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 mozouya kwandiri nomunun'una wenyu wokupedzesera ndipo pachaonekwa kana zvamuri kutaura zviri zvechokwadi, murege kufa.” Vakaita saizvozvo. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona20 mozouya kwandiri nomunun'una wenyu wokupedzesera ndipo pachaonekwa kana zvamuri kutaura zviri zvechokwadi, murege kufa.” Vakaita saizvozvo. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 Asi munofanira kuuya nomununʼuna wenyu gotwe kwandiri, kuitira kuti mashoko enyu asimbiswe uye kuti murege kufa.” Izvi vakazviita. Sien die hoofstuk |