Genesi 42:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Ndinopika namambo Farao! Imi hamubve pano kana munun'una wenyu muduku asina kuuya pano. Ndipo pandichaziva kuti muri kutaura chokwadi. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 heci cinhu camucaidzwa naco: Noʋupenyu bgaFarao, hamuŋgaɓuɗi pano kana munuŋuna wenyu worugotwe asina‐kuʋuya pano. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200215 hechi chinhu chamuchaedzwa nacho. Noupenyu hwaFarao, hamungabudi pano kana mun'una wenyu worugotwe asina kuuya pano. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Ndinopika namambo Farao! Imi hamubve pano kana munun'una wenyu muduku asina kuuya pano. Ndipo pandichaziva kuti muri kutaura chokwadi. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona15 Ndinopika namambo Farao! Imi hamubve pano kana munun'una wenyu muduku asina kuuya pano. Ndipo pandichaziva kuti muri kutaura chokwadi. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 Uye aya ndiwo maedzerwo amuchaitwa: Zvirokwazvo noupenyu hwaFaro, hamuchabvi panzvimbo ino kunze kwokunge mununʼuna wenyu gotwe auya pano. Sien die hoofstuk |