Genesi 42:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Josefi akati, “Aiwa, chamavinga imi kuzoongorora nyika ino kuti muone payakaita zinyekenyeke mugoirwisa.” Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 iye akati kwaʋari: Kwete, maʋuya kuzoʋona nyika kuti yakashama papi. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200212 iye akati kwavari, “Kwete, mauya kuzoona nyika kuti yakashama papi.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Josefi akati, “Aiwa, chamavinga imi kuzoongorora nyika ino kuti muone payakaita zinyekenyeke mugoirwisa.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona12 Josefi akati, “Aiwa, chamavinga imi kuzoongorora nyika ino kuti muone payakaita zinyekenyeke mugoirwisa.” Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Iye akati kwavari, “Kwete, mauya kuzoona nyika yedu paisina kudzivirirwa.” Sien die hoofstuk |