Genesi 42:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Tose tiri vana vomunhu mumwechete. Tiri vanhu vakavimbika. Isu varanda venyu hatisiri vasori kwete.” Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Tiri ʋanakomana ʋomunhu mumŋe cete tose; tiri ʋanhu ʋakatendeka, ʋaranda ʋenyu haʋazi ʋashori; Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200211 Tiri vanakomana vomunhu mumwe chete tose; tiri vanhu vakatendeka, varanda venyu havazi vashori”; Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Tose tiri vana vomunhu mumwechete. Tiri vanhu vakavimbika. Isu varanda venyu hatisiri vasori kwete.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona11 Tose tiri vana vomunhu mumwechete. Tiri vanhu vakavimbika. Isu varanda venyu hatisiri vasori kwete.” Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Isu tose tiri vanakomana vomunhu mumwe. Varanda venyu vakatendeka, havasi vasori.” Sien die hoofstuk |