Genesi 42:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Ivo vakati, “Kwete changamire! Isu varanda venyu tauya kuzotenga zvokudya chete. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Iʋo ʋakati kwaari: Kwete, ishe weɗu, asi ʋaranda ʋenyu ʋaʋuya kuzoteŋga ɀokudya. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200210 Ivo vakati kwaari, “Kwete, ishe wedu, asi varanda venyu vauya kuzotenga zvokudya. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Ivo vakati, “Kwete changamire! Isu varanda venyu tauya kuzotenga zvokudya chete. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona10 Ivo vakati, “Kwete changamire! Isu varanda venyu tauya kuzotenga zvokudya chete. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 Ivo vakapindura vakati, “Kwete, ishe wedu. Varanda venyu vauya kuzotenga zvokudya. Sien die hoofstuk |