Genesi 2:21 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Mwari Tenzi akavatisa Adhamu hope dzorufu. Avete kudaro, Mwari akamubvisa mbabvu yake imwechete ndokubva aisa nyama panzvimbo yayo. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 Ipapo Jehova Mŋari wakaʋatisa munhu hope huru, akaʋata; akatora rumbabvu rwake rumŋe, akadziʋira nyama panɀimbo yarwo. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200221 Ipapo Jehovha Mwari akavatisa munhu hope huru, akavata; akatora rumbabvu rwake rumwe, akadzivira nyama panzvimbo yarwo. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Mwari Tenzi akavatisa Adhamu hope dzorufu. Avete kudaro, Mwari akamubvisa mbabvu yake imwechete ndokubva aisa nyama panzvimbo yayo. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona21 Mwari Tenzi akavatisa Adhamu hope dzorufu. Avete kudaro, Mwari akamubvisa mbabvu yake imwechete ndokubva aisa nyama panzvimbo yayo. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi21 Saka Jehovha Mwari akaita kuti munhu avate hope huru; uye paakanga achakavata, akatora rumwe rumbabvu rwomunhu akavhara nenyama nzvimbo yaakarubvisa. Sien die hoofstuk |