Genesi 15:17 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Kuzoti zuva radoka, kwasviba, kwakaoneka mbaura yaipfumbuka utsi nezhenje romoto richipfuura napakati pamapandi enyama aye. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Ɀino zuʋa rakati raʋira, kwaȿiɓa, coto cinopfuŋgaira nezhenje romŋoto ɀakaʋonekwa ɀicipfuʋura napakati penhindi idzedzo dzenyama. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200217 Zvino zuva rakati ravira, kwasviba, choto chinopfungaira nezhenje romoto zvakaonekwa zvichipfuura napakati penhindi idzodzo dzenyama. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Kuzoti zuva radoka, kwasviba, kwakaoneka mbaura yaipfumbuka utsi nezhenje romoto richipfuura napakati pamapandi enyama aye. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona17 Kuzoti zuva radoka, kwasviba, kwakaoneka mbaura yaipfumbuka utsi nezhenje romoto richipfuura napakati pamapandi enyama aye. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 Zuva rakati ravira, uye kwasviba, choto chinopfungaira utsi uye nomwenje unopfuta zvakaonekwa uye zvikapfuura napakati penhindi. Sien die hoofstuk |