Genesi 15:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Kwaiti kukauya magora pamitumbi iya yakanga yatsemurwa, Abhuramu oadzinga. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Ipapo magora akaɓurukira kunyama, asi Abrama wakaadziŋga. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200211 Ipapo magora akaburukira kunyama, asi Abhuramu wakaadzinga. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Kwaiti kukauya magora pamitumbi iya yakanga yatsemurwa, Abhuramu oadzinga. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona11 Kwaiti kukauya magora pamitumbi iya yakanga yatsemurwa, Abhuramu oadzinga. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Ipapo shiri dzinodya nyama dzakaburukira panyama, asi Abhurama akadzidzinga. Sien die hoofstuk |