Genesi 14:23 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 ndichiti, ‘Pazvinhu zvenyu zvose handidi kutora kana chinhu zvacho, kunyange kashinda kana tambo zvayo yeshangu kuti murege kuzondikonora muchiti, ndini ndakatopfumisa Abhuramu.’ Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 kuti handiŋgatori rucinda kana rukanda rweshaŋgu, kana cinhu cimŋe ceɀinhu ɀenyu, kuti murege kuzoti: Ndini ndakafumisa Abrama; Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200223 kuti handingatori rushinda kana rukanda rweshangu, kana chinhu chimwe chezvinhu zvenyu, kuti murege kuzoti, ‘Ndini ndakapfumisa Abhuramu’, Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 ndichiti, ‘Pazvinhu zvenyu zvose handidi kutora kana chinhu zvacho, kunyange kashinda kana tambo zvayo yeshangu kuti murege kuzondikonora muchiti, ndini ndakatopfumisa Abhuramu.’ Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona23 ndichiti, ‘Pazvinhu zvenyu zvose handidi kutora kana chinhu zvacho, kunyange kashinda kana tambo zvayo yeshangu kuti murege kuzondikonora muchiti, ndini ndakatopfumisa Abhuramu.’ Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi23 kuti handizogamuchiri chinhu chako, kunyange rushinda kana rukanda rweshangu, kuti urege kuzoti, ‘Ndakapfumisa Abhurama.’ Sien die hoofstuk |