Genesi 14:16 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Akadzoka nezvinhu zvose zvakanga zvapambwa, akadzokawo nehama yake Roti nezvinhu zvake, navakadzi navamwe vanhu. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Akadzosa fuma yose, akadzosa ʋo Roti, hama yake, nefuma yake, naʋakadzi ʋo naʋanhu. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200216 Akadzosa pfuma yose, akadzosawo Roti, hama yake, nepfuma yake, navakadziwo navanhu. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Akadzoka nezvinhu zvose zvakanga zvapambwa, akadzokawo nehama yake Roti nezvinhu zvake, navakadzi navamwe vanhu. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona16 Akadzoka nezvinhu zvose zvakanga zvapambwa, akadzokawo nehama yake Roti nezvinhu zvake, navakadzi navamwe vanhu. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 Akadzosa zvinhu zvose uye akadzosawo hama yake Roti nepfuma yake, pamwe chete navakadzi navamwe vanhu. Sien die hoofstuk |